Shona Definition
Pfuma yomunhu zvinhu zvake zvaanenge ainazvo. Pfuma imari kana mombe dzinopiwa vabereki vomukadzi pakuroora.
English Translation
A person's wealth is the possessions that they have. Wealth is money or cattle given to the bride's parents for marrying (their daughter).
Entries are reviewed by language experts. Thank you for your contribution to Shona literature.
Used in other entries
“-pfuma .”
from -fuma“Uyu munhu anotora pfuma kana zita romufi.”
from magaranhaka“Rakava nenji kuona gudo richizoreva pfuma kuvakuwasha.”
from nenji“Pfuma yenhaka inoparaadza ukama.”
from nhaka“Munyai munhu anotumwa nemuroori kuti anosvitsa shoko rekuroora kuvabereki vemukadzi, zvese nekuendesa pfuma yacho, nekuzofambira zvimwewo zvinenge zvazonetsa mukugara kwevaroorani.”
from munyai“Ku roora kubvisa pfuma kuvabereki vomukadzi kuti vakubvumire kugara nomwana wavo somudzimai wako.”
from -roora