Used in other entries
“Kutiti kiriri kumaka kwaunoita munhu muchitamba, nhabvu paya paunenge wava kuedza kumutorera bhora racho.”
from kiriri“Ku tega kusimukira kunoita munhu akagara paya, paanenge obudisa mweya.”
from -tega“Ichi chivakapakati chinoratidza zvinhu zvakazoitika pava paya.”
from -zo-“Kana munhu a pasa anenge abudirira pane zvaanenge achiita, kunyanya paya panonyorwa bvunzo.”
from -pasa“Kana mhuka dzichi zeya dzinenge dzichitsenga zvakare, pava paya, uswa hwadzinenge dzambofura dzikachengetera mudumbu.”
from -zeya“Nokudaro, munhu akaipa anongonyumwa paya panenge pachitaurwa nezvevaipi.”
from Anonyumwa chati kwata / ndeane chaakarembedza