Used in other entries
“Kana uchi dziya moto unenge wakagara pedyo nawo uchida kuti usatonhorwa.”
from -dziya“Kana uchi da chimwe chinhu unenge uchinzwa shungu kuti uve nacho kana kuti uve pedyo nacho.”
from -da“Dhunukwa imhuka yomudondo pfumbu, inogara pedyo nenzizi, inowanzofamba nedzimwe dzakawanda.”
from dhumukwa“Komboni inzvimbo ine dzimba zhinji dzakamanikanidzana, dzinenge dzakavakirwa vashandi kuti vagare pedyo nepabasa pavo, sezvakaita papurazi kana pamugodhi.”
from komboni“Uku kusangana kwomunhukadzi nemunhurume vane ukama huri pedyo, sezvakaita baba nemwanasikana wavo.”
from makunakuna“Takahwanda mubako tanzwa kuti hondo yakanga yava pedyo nesu.”
from -hwanda