Browse Tsumo
Shona Definition
Kunge zviya munhu akapara mhosva, kana akangonzwa panotaurwa nezvemhosva yacho anorohwa nehana nokunyumwa. Nokudaro, munhu akaipa anongonyumwa paya panenge pachitaurwa nezvevaipi. Zvikuru kana munhu achiti akangoona mupurisa obvunda, zvinoreva kuti pane mhosva yaakapara.
English Translation
A person who has done wrong goes uneasy every time the offence is brought up in conversation. The saying works by irony to point a finger at someone whose jumpiness betrays a guilty conscience.
Cultural Context
“Aimed at a person who gives himself away by reacting nervously, for instance by trembling at the sight of a policeman.”
Entries are reviewed by language experts. Thank you for your contribution to Shona literature.