Browse Words
Shona Definition
Ku paza kuputsa chinhu changa chakamira. Chipfuyo kana cha paza chinenge chabuda chega mudanga chisati chavhurirwa. Kana munhu achi paza chivakwa anenge ava kuchipunza, kazhinji nokuti chakura kana kuti chava nenjodzi kuvanhu, kana kuti pachiri pachada kuvakwa chimwe chitsva. Ku paza kupinda muchivakwa uchiita zvekumanikidza, usingashandisi musuo, kazhinji uchida kuba.
Entries are reviewed by language experts. Thank you for your contribution to Shona literature.