Used in other entries
“Vakarara pano apa, fume vosimudzira rwendo rwavo, voenda zvavo.”
from fume“Musoro wedhipeti wokuti, "Zviri nani kudzidzisa mukomana pano musikana", unoitisa nharo huru pakati pavakomana navasikana.”
from dhipeti“Hapana chisikwa chisingadiwo kufara pasi pano.”
from chisikwa“Panhu pano dzamira panenge pachibaya kana wakapatsamira.”
from -dzamira“Marudzi ose ari pasi pano ane zvitendero zvawo zvakasiyana-siyana.”
from chitendero“Iyi imari inobvisiswa vakuwasha natezvara, apo vanenge vachibvunza vakuwasha kuti akakutaurirai kuti ndine mwana akanaka pano ndiani.”
from makandinzwanani