Browse Words
Shona Definition
Iri izita rinoreva zvinhu zvose zvinenge zvichidavirwa navanhu pakushumira kwavanoita. Marudzi ose ari pasi pano ane zvitendero zvawo zvakasiyana-siyana. Iri izita rinoreva sangano resvondo. Vechitendero cheRoma ndivo vane zvikoro zvakawanda here munyika muno?
Entries are reviewed by language experts. Thank you for your contribution to Shona literature.
Used in other entries
“Kana mupirisiti achi ombeka munhu anomusasa kana kumunyudza mumvura, somucherechedzo wekuti asukwa tsvina uye agamuchira chitendero chechiKristu.”
from -ombeka“Ichi chitendero chesvondo dzinodaira kuti kuna Jeso mwanakomana womusiki anonzi Mwari.”
from chiKristu