Used in other entries
“Chipuka chisikwa chese chinofema nokufamba kana kunanaira, chiine muviri wakaita mudiki, uye chinogara musango.”
from chipuka“Kapuka chisikwa chese chinofema, chine muviri mudikidiki, chinofamba nemakumbo kana kuti chinobhururuka.”
from kapuka“Ndunda chisikwa chine muviri muhombe.”
from ndunda“Uyu munhu muhombe chaizvo, kana chimwewo chisikwa chihombe.”
from mutitimira“Mhuka chisikwa chine makumbo mana chinogara musango kana kupfuyiwa nevanhu.”
from mhuka