DuraMazwi
Browse Words
Words

makandinzwanani

Shona Definition

Iyi imari inobvisiswa vakuwasha natezvara, apo vanenge vachibvunza vakuwasha kuti akakutaurirai kuti ndine mwana akanaka pano ndiani.

Entries are reviewed by language experts. Thank you for your contribution to Shona literature.