Used in other entries
“Dova zvipundu zvichena zvemvura zvinofuma zvakabatira pazvinhu zviri panze.”
from dova“Tose takati dhugu panze tanzwa kuti imba yaiva yotsva.”
from dhugu“Kana chinhu chichi dzatuka chinenge chichitsemuka nokurasira panze zviri machiri.”
from -dzatuka“Patakapedzisira kumuona, akangosvika kumba ndokuti kumu kumu hembe dzekubasa, pfekei makaki, ndiye panze dhugu.”
from kumu“Akakwakura chikwama chemari chaiva patafura achibva ati dhugu panze.”
from -kwakura“Dehwe riya ramakasiya panze rakatokwangwamara.”
from -kwangwamara