Used in other entries
“Aka kapukanana katema kanobhururuka, kane mavara machena maviri pamusana.”
from dhandaruma“Iyi imhando yeshiri inomhara pamusana wemhuka yakaita semombe, ichitsotsonya nekudya tupuka twakaita semagupa kana nhata dzinenge dziri mumvere dzemhuka yacho.”
from chidyamadari“Kuti kwasvai kwasvai kufamba zvishoma zvishoma pamusana pekuti uri kunzwa nzara zvakanyanya, kana kuti pamusana pekunyara kana kusvoda.”
from kwasvai kwasvai“Uku kumiramira kunoita bvudzi mumusoro pamusana pekutya.”
from manyaunyau“Ku kwama kuchema nezwi rinosvika kure pamusana pekurwadziwa.”
from -kwama“Kuti hata hata kufema uchizarirwa pamusana pokushatirwa.”
from hata hata