DuraMazwi
Browse Words
Words

kwasvai kwasvai

Shona Definition

Kuti kwasvai kwasvai kufamba zvishoma zvishoma pamusana pekuti uri kunzwa nzara zvakanyanya, kana kuti pamusana pekunyara kana kusvoda.

Entries are reviewed by language experts. Thank you for your contribution to Shona literature.