DuraMazwi
Browse Words
Words

-kwama

Shona Definition

Ku kwama kudaidzira nezwi rinonzwika kure chaizvo. -kwamatata . Ku kwama kuchema nezwi rinosvika kure pamusana pekurwadziwa. -kwamatata .

Entries are reviewed by language experts. Thank you for your contribution to Shona literature.