Used in other entries
“Aya mabwe, semende, nezvimwe zvinoiswa pamigero panenge pambocherwa, kuti zvisimbise imba inenge ichizovakwa pamusoro pazvo.”
from faundesheni“Kana imbwa honho ichi dzinga hadzi inenge ichikwira pamusoro payo kuti ibereke.”
from -dzinga“Chidhongo kaputwa kadiki kanenge kakaiswa pamusoro pekamwe kanhu.”
from chidhongo“Kana uchi dhidha unenge uchishandisa makumbo nemaoko kuti urambe uri pamusoro pemvura.”
from -dhidha“Kana uchi daidzira unenge uchidudza manzwi nezwi riri pamusoro kuti vari kure vazvinzwe.”
from -daidzira“Vanhu vari pamusoro ndivo vanodhingurana pazvinzvimbo nguva dzose.”
from -dhingura