Used in other entries
“Ichi chiroto chinotyisa chokuti pamwe unonzwa wakadzvinywa asi usingagoni kupfakanyika kana kuchema.”
from dzikirira“Dyidzano kushanda pamwe chete mune zvoufumi nezvimwewo, kwenyika kana kwavanhu.”
from dyidzano“Kana uchi dyora unenge uchinonga zvinhu zvakawanda kamwe chete, uchizviisa pamwe panhu.”
from -dyora“Ava vanhu vashoma vari panhu pamwe.”
from chidzangara“Chita iboka kana sangano ravanhu vanenge vaine zvinoitwa pamwe chete.”
from chita“Chitsama igungano diki revanhu, kana kuti zvinhu zvakati wandei zvishoma, zviri pamwe chete.”
from chitsama