Oho-o izwi rinoshandiswa kutaridza kuti wazoyeuka zvawanga wakangonganwa. Sekuru pavakazoyeuka kuti ndini ndakanga ndavatengera bhachi vakabva vati, Oho-o ichokwadi muzukuru.
Entries are reviewed by language experts. Thank you for your contribution to Shona literature.