DuraMazwi
Browse Words
Words

-ombeka

Shona Definition

Kana uchi ombeka hembe unenge uchidziisa mumvura dzichigaramo kwenguva refu, kuti dzinyorovere dzigozobva tsvina zviri nyore. - nyika . Kana mupirisiti achi ombeka munhu anomusasa kana kumunyudza mumvura, somucherechedzo wekuti asukwa tsvina uye agamuchira chitendero chechiKristu. -bhabhatidza

Entries are reviewed by language experts. Thank you for your contribution to Shona literature.