DuraMazwi
Browse Words
Words

ombo

Shona Definition

Kuti ombo kubvisa zvinenge zviri pamusoro usingadziki muzasi. Mai vakati ombo ruomba rwemukaka, vachibva vadira mumuriwo.

Entries are reviewed by language experts. Thank you for your contribution to Shona literature.