Used in other entries
“pfambi hure nzenza Uyu munhu anongoshushwa kana kunetswa navamwe vanhu.”
from dasvawatasva“Munhu akati haharara anozezesa kufamba naye nekuti unozofungidzirwa kuti uri nzenza.”
from haharara“chiteveravashuzhi nzenza Iyi inzira yokuba zvipfuwo muchitanga mambosanganisa matanga emombe maviri, mozoketa dzenyu muchitora nemombe yavamwe imwe chete panguva imwe chete.”
from kakukukaendera“Vabereki vakarurama vanogona kuzvara mbavha, nzenza nenhunzvatunzva.”
from Kuzvara hakuna hombarume“Munhu akati haharara anozezesa kufamba naye nekuti unozofungidzirwa kuti uri nzenza.”
from haharara