DuraMazwi
Browse Words
Words

dasvawatasva

Shona Definition

Uyu mukadzi anongorara nomurume wose wose. Mukadzi dasvawatasva akazofa nomukondombera. pfambi hure nzenza Uyu munhu anongoshushwa kana kunetswa navamwe vanhu. Mwana dasvawatasva aingorohwa navamwe pachikoro asina zvaaita. diurawatiura

Entries are reviewed by language experts. Thank you for your contribution to Shona literature.