DuraMazwi
Browse Words
Words

haharara

Shona Definition

Kuti haharara kuratidza kusagadzikama kana kusatsiga. Munhu akati haharara anozezesa kufamba naye nekuti unozofungidzirwa kuti uri nzenza. Kana mukova wakati haharara unenge wakanyanya kushama.

Entries are reviewed by language experts. Thank you for your contribution to Shona literature.