Used in other entries
“Chipika ibhandi rehembe rinogara rakatenderedza huro, rine nzeve mbiri dzakapamhamha.”
from chipika“Urwu rumwe rudzi rwezizi rakaita diki, riine nzeve refu.”
from chizizimutondo“Paakabirwa mari yake nekoronyera yaaigara nayo, akakungura kuti dai akaziva akateerera shamwari dzake dzaigara dzichimuruma nzeve.”
from -kungura“Matsi munhu ane nzeve dzisinganzwi.”
from matsi“Kuti kwangwa kuteerera zvakanyanya, wakatomisa nzeve kwazvo.”
from kwangwa“Kuti ngwangwangwa kusimudza nzeve kwemhuka yakakura senzou.”
from ngwangwangwa