Used in other entries
“Mvura yedumburamashanga ikasanaya nhaka tinoita nzara kwakana.”
from dumburamashanga“Kuti kwasvai kwasvai kufamba zvishoma zvishoma pamusana pekuti uri kunzwa nzara zvakanyanya, kana kuti pamusana pekunyara kana kusvoda.”
from kwasvai kwasvai“Ku kudubudza kunoitwa nemunhu anenge aine nzara, achingoti iyi poto akudubura, osiya yakadaro achitsvaga chekudya.”
from -kudubudza“Ku kwabaira kufamba kwemunhu kana mhuka ine nzara.”
from -kwabaira“Kuti hwamu kufura uswa hwakawanda panguva imwe, sezvinoita mombe ine nzara.”
from hwamu“Ku guta kuzara kwedumbu nezvokudya, zvokuti hapana nzara yaunonzwa.”
from -guta