Used in other entries
“dhorobheni guta taundi”
from dhorobha“Ku guta kuzara kwedumbu nezvokudya, zvokuti hapana nzara yaunonzwa.”
from -guta“Iri iboka revatongi vedhorobha kana guta rine kuzvitonga kwaro pacharo.”
from menisiparati“Mepu mufananidzo unoratidza nyika dzakasiyana- siyana, kana kuti nyika nematunhu ayo kana kuti dunhu kana kuti guta nemisha yaro zvese nenzizi, makomo, migwagwa nezvimwewo.”
from mepu“Aya madziro akavakwa nemabwe, anogona kutenderedza guta kana musha.”
from rusvingo