Used in other entries
“Dyidzano yenyika yeZimbabwe nedzakaikomberedza inoda kuvandutswa kuti vanhu vakwanisewo kushanyidzana nyore.”
from dyidzano“Ku dhovhoka kubayika nyore kwezvinhu zvakapfava.”
from -dhovhoka“Kana chinhu chichi kosha chinenge chakanaka kana kuti chichidiwa zvikuru, uye chisingawanzowanikwa nyore.”
from -kosha“nharu Nhambwe mufambo mupfupi unofambika zviri nyore.”
from nhambwe“Kuti njanganju kudimbura nyama kuita zvidimbu zvidikidiki kuti igova nyore kuidya.”
from njanganju“Ku nyaika kumwaya nzungu nemvura kuti dzinyorovere, dzigomenyeka nyore.”
from -nyaika