Used in other entries
“Chokunwa ndechose chakaita mvura mvura, chaungamedza kupedza nyota kana kuti kungozvivaraidza.”
from chokunwa“Donhwe remvura rasara mumukombe uyu harigoni kupedza nyota yangu.”
from donhwe“Ndakapuwa mvura shomanana zvokuti ndakasara ndine nyota.”
from shomanana“Chekunwa ndechose chakaita mvura chaunomedza kuitira kupedza nyota.”
from chekumwa“Kuti chesu kuoma kunenge kwakaita muromo nokuda kwenzara kana kuti nyota.”
from chesu“Kuti chesu kuoma kunenge kwakaita muromo nokuda kwenzara kana kuti nyota.”
from chesu