Browse Words
Shona Definition
Nhambwe inguva yokubva pane imwe kuenda pane imwe. Panhambwe yandakupai munofanira kupedza kunyora basa randakupai. nharu Nhambwe mufambo mupfupi unofambika zviri nyore. Nhambwe inzvimbo iri pakati pegumbo rakatsika pasi, nepanozotsika rinenge rasumudzwa kana munhu achifamba.
Entries are reviewed by language experts. Thank you for your contribution to Shona literature.
Used in other entries
“Ku ndanyaira kufamba munhu achiita nhambwe refu, achizvikudza.”
from -ndanyaira“nhambwe, nguva.”
from nhambo“Kuti tandabvu tandabva kufamba kwemhuka huru, inokanda nhambwe zvishoma nezvishoma.”
from tandabvu tandabvu“Ku taranza kukavira mbeswa uchisiya nhambwe refu pakati padzo.”
from -taranza“Ku ratuka kukanda nhambwe refu uchifamba kana kumhanya.”
from -ratuka“Kuti ndanya ndanya kufamba munhu achiita nhambwe refu, achiratidza kuzvikudza.”
from ndanya