DuraMazwi
Browse Words
Words

dyidzano

Shona Definition

Dyidzano kushanda pamwe chete mune zvoufumi nezvimwewo, kwenyika kana kwavanhu. Dyidzano yenyika yeZimbabwe nedzakaikomberedza inoda kuvandutswa kuti vanhu vakwanisewo kushanyidzana nyore.

Entries are reviewed by language experts. Thank you for your contribution to Shona literature.