DuraMazwi
Browse Words
Words

-kosha

Shona Definition

Kana chinhu chichi kosha chinenge chakanaka kana kuti chichidiwa zvikuru, uye chisingawanzowanikwa nyore. Kana chinhu chichinzi chino kosha chinenge chine mutengo wakakura chaizvo.

Entries are reviewed by language experts. Thank you for your contribution to Shona literature.