DuraMazwi
Browse Words
Words

nyangwe

Shona Definition

Nyangwe izwi rinoshandiswa kuratidza kuti chinhu chinotoitika chete, pasinei nokuti zviri kutaridzika sei. Gombo iri ndinotoririma chete nyangwe zvodii! kunyange, chero .

Entries are reviewed by language experts. Thank you for your contribution to Shona literature.

Used in other entries