DuraMazwi
Browse Words
Words

-nyanya

Shona Definition

Kana chinhu chichinzi cha nyanya chinenge chawanda kana kuitwa zvinopfuura mwero. Ukanyanya kudya unorara dumbu richirwadza nokuzvimbirwa.

Entries are reviewed by language experts. Thank you for your contribution to Shona literature.