Ku nyanyaura kushatisa chinhu nokuchifombora - fombora. Ku nyanyaura kudenha munhu akazvinyararira. Vasikana vakanyanyaura mbuya nokusasuka ndiro.
Entries are reviewed by language experts. Thank you for your contribution to Shona literature.