Browse Words
Shona Definition
Ku nyanyadzira kupisa chinhu uchiisa moto nechokure zvishoma. Nyama yokusasikwa inoitwa kunyanyadzirwa kuti idonhe ropa, ichioma zvishoma nezvishoma. Ku nyanyadzira kupisa uswa kuitira kudzinga mhuka dzingangouya kuzodya mbeu. Ku nyanyadzira kupisa bani nokuvesa moto panzvimbo dzakasiyana-siyana. Moto wemavivi ndewekunyanyadzira patunzvimbo tunzvimbo, kusvika gombo rese ratsva.
Entries are reviewed by language experts. Thank you for your contribution to Shona literature.