Used in other entries
“Kuita mutsimba nebasa kushingirira kusvika waripedza, nyange richikurwadza.”
from mutsimba“Munhu haazezi kuita chinhu nyange achiona kuti pane mumwe anodawo kuita chinhu chekare ichocho.”
from Hombarume haatyi mumwe. (hombarume: expert hunter)“Nyange pava panjodzi munhu anotanga kuzviponesa iye ipapo ndokuzoti afunge nezvokuponesawo vamwe.”
from Hakuna chikwari chinotetera chimwe“Kana akashaya zvake zvaanenge achida zvose anogona kuwana nyange chiduku zvacho.”
from Kupotsa kwegodzi / rinokumba marara“Nyange munhu aine mari zhinji unomunzwa achiti anoda imwe zvakare.”
from Chinonzi ndaguta isadza / kwete mari“Chokupfeka chikaita chiduku pamunhu, haagoni kuchishandisa asi kana chiri chokudya nyange chiri chiduku zvacho chinogona kudyiwa kunyange nomunhu mukuru.”
from Kudya hakuna chiduku / chinokona munhu ihembe