DuraMazwi
Browse Tsumo
Tsumo

Chinonzi ndaguta isadza / kwete mari

Shona Definition

Kubva kuuya kwayakaita munyika muno, mari haigutwi nomunhu. Nyange munhu aine mari zhinji unomunzwa achiti anoda imwe zvakare.

English Translation

A person can say they have had enough food, but never enough money. The appetite for more wealth never stops, no matter how much one already has.

Cultural Context

“Said of the universal hunger for money, which only grows once a person has acquired a lot.”

Entries are reviewed by language experts. Thank you for your contribution to Shona literature.