DuraMazwi
Browse Tsumo
Tsumo

Hakuna chikwari chinotetera chimwe

Shona Definition

Munhu mumwe nomumwe anoda kuti zvinhu zvose zvakanaka zvive divi rake. Nyange pava panjodzi munhu anotanga kuzviponesa iye ipapo ndokuzoti afunge nezvokuponesawo vamwe.

English Translation

No francolin scratches up the ground for another bird's benefit. People want whatever is good for themselves, and even in danger a person will see to his own safety before thinking of anyone else.

Cultural Context

“Quoted to explain why people put their own interests first, especially in a crisis.”

Entries are reviewed by language experts. Thank you for your contribution to Shona literature.