Shona Definition
Mutsimba mutambo wekuti vatambi vanenge vachibhidhiridzana vari mudariro, vachida kuona kuti ndiani anokundwa simba. Kuita mutsimba nebasa kushingirira kusvika waripedza, nyange richikurwadza.
Entries are reviewed by language experts. Thank you for your contribution to Shona literature.
Used in other entries
“Patakanga tichiita mutsimba, ndakamubata kanyoto, mwana akati apfidza.”
from kanyoto“Kana vanhu vachiti kikiri kikiri vanenge vachiita mutsimba vachida kuputsirana pasi.”
from kikiri kikiri“Kana munhu achi kikirika anenge achiita mutsimba nechimwe chinhu, achiita seachaputsika.”
from -kikirika“Kuti kicha kubatana kunoita vanhu vava kutanga kuita mutsimba.”
from kicha“Ku kikiridza mumwe munhu kuita mutsimba naye, uchimukanda kwakadaro uko, asi mose makamira.”
from -kikiridza“Kuti kicha kubatana kunoita vanhu vava kutanga kuita mutsimba.”
from kicha