Used in other entries
“Paitaura baba vake, mwanakomana aingoti gutsu musoro kuratidza kuti aifarira zvavaitaura.”
from gutsu“Amai vakanga vava kuda kuti mwanakomana vawo achiroora, vaiti vakamubikira sadza, voti kamwe kasadza nha pamusoro wemukonde wake.”
from nha“Ujaya inguva inenge mwanakomana ayaruka zvokuti achiroora hake.”
from ujaya“Dzingiso maitiro echiJudha mumazuva aJesu okuchecheudza mwanakomana mumazuva masere okuzvarwa.”
from dzingiso“Uyu murume murombo, asina kana mombe yokuti aroorere mwanakomana wake mukadzi.”
from guvamombe“Uyu mukomana kana munhurume akaberekwa mudumbu rimwe nemusikana, kana kuti mwanakomana wokwamaiguru, mainini, babamukuru kana babamunini.”
from hanzvadzikomana