Browse Words
Shona Definition
Uyu mukomana kana munhurume akaberekwa mudumbu rimwe nemusikana, kana kuti mwanakomana wokwamaiguru, mainini, babamukuru kana babamunini. hazvanzikomana ANTONYMS hanzvadzisikana
Entries are reviewed by language experts. Thank you for your contribution to Shona literature.
Used in other entries
“hanzvadzikomana”
from hazvanzikomana“Uyu munhu anosarudzwa kuti asare achichengeta mhuri nepfuma zvemukoma, munin'ina kana hanzvadzikomana inenge yashaya.”
from mugariwenhaka