Used in other entries
“Chitambo mwanasikana anenge akanaka zvikuru.”
from chitambo“Uyu musikana kana munhukadzi akaberekwa mudumbu rimwe nemukomana kana kuti mwanasikana wokwamaiguru, mainini, babamukuru kana babamunini.”
from hanzvadzisikana“Uyu muripo unopiwa tezvara vanenge vatevera mwanasikana wavo kuvakwasha, kwaanenge atizira mukumbo.”
from nhumburamafeso“Uyu murume anenge akaroora mwanasikana wemhuri.”
from mukuwasha“Mwanasikana akabatwa chibharo achaita rumhepwa.”
from rumhepwa“Iyi imari inobviswa nemukwasha kunanatezvara paanoroora, kuvaripa kufamba kwavaiita makuseni vachiriritira mwanasikana wavo.”
from rusvayadova