DuraMazwi
Browse Words
Words

nha

Shona Definition

Kana munhu achiti nha anenge achitora kasadza kadiki, achikakanda pamusoro pemukonde wesadza. Amai vakanga vava kuda kuti mwanakomana vawo achiroora, vaiti vakamubikira sadza, voti kamwe kasadza nha pamusoro wemukonde wake. Kuti nha kutora nokukasika, zvinenge zvine simba mukati. Akati nha demo, ndokupinda musango.

Entries are reviewed by language experts. Thank you for your contribution to Shona literature.

Used in other entries