Used in other entries
“Nhumbi nyoro inhumbu dzinenge dzisina kuoma, dziine mwando kana kuti dzakatota.”
from nyoro“Kana chinhu chaka nyorova chinenge chiine mvura kana mwando.”
from -nyorova“Kana hembe dza oma dzinenge dzadonha mvura dzikapera mwando, padzinenge dzakayanikwa.”
from -oma“Kana uchi omesa unenge uchiita kuti chinhu chinyoro chirase unyoro kana mwando wacho wakachiyanika kana kusasika padyo nemoto.”
from -omesa“Chambwa ifodya yemumhino yakaumbana pamusana pokuti yaenda mwando.”
from chambwa