DuraMazwi
Browse Words
Words

mutongi

Shona Definition

Mutongi munhu anoongorora nyaya dzedunhu, kana nyika achienzanisa vanhu.

Entries are reviewed by language experts. Thank you for your contribution to Shona literature.

Used in other entries