Used in other entries
“Chiguro mutongo unopiwa munhu panopera kutongwa mhosva.”
from chiguro“Uyu mutongo unopiwa munhu mumwe nomumwe ari munyaya achipiwa zvinoenderana nezvaakaita.”
from ruenzaniso“Jaji munhu anotonga nekupa mutongo mudare redzimhosva.”
from jaji“Kazhinji kana ishe akafa, anosiya mwana wake ane mutongo sowababa vake.”
from Kufa kwehosi / inosiya imwe