Used in other entries
“Uyu munhu anobatsira mambo kutonga nokumupa mazano.”
from gurukota“nesi Nhondo kurova maoko kunoitwa nevarume semucherechedzo wekuremekedza mambo.”
from nhondo“Mambo akasarudza chirangamapenzi chejinda risina warinozeza.”
from chirapamapenzi“Mambo wakaisirwa uroyi muhwahwa akafuma akafa.”
from uroyi“Mambo Jesu akafa ane utsvene.”
from utsvene“Saka kuti mambo ave nembirimi hunge vanhu voushe hwake vakawanda.”
from Rwizi runokura / nezvikova