Browse Words
Shona Definition
Mutoro inzvimbo inoitirwa mitambo yakakosha sekupira midzimu. Mutoro inyaya kana basa rakaoma rakatarisana newe. Mutoro idoro rinobikwa vanhu vachizorishandisa kukumbira mvura kuvadzimu.
Entries are reviewed by language experts. Thank you for your contribution to Shona literature.
Used in other entries
“mukwerera, chipwa, marenje, mutoro”
from maganzvo“Ku senga kuisa mutoro pamusoro, uchifamba kana kuti wakamira.”
from -senga“Ku takura kusimudza mutoro nokuuisa papfudzi kana pamusoro, uchifamba.”
from -takura“Ku tsvikudza kubatsira mumwe munhu kusimudza mutoro unorema.”
from -tsvikudza“mutoro Musengwa zvinhu zvinokuremera kuita kana kufunga nezvazvo.”
from musengwa“Kana dai munhu achiteta matambudziko; kana aira amuwira anototi atirire chete kuti mutoro wake ureruke.”
from Chakuyeredza / chati chikupe vanga