Used in other entries
“Hudyu mutezo womunhu uri pachiuno, panosangana zvidya nomuviri.”
from hudyu“Ruoko mutezo wemunhu unoshandiswa kubata zvinhu, unobva pabendekete kusvika kuminwe.”
from ruoko“Tsoka mutezo wegumbo une zvigunwe, uye unotsika pasi pakufamba.”
from tsoka“Uropi mutezo uri mumusoro, unotaridzika sezvifuta kana zvinyama zvichena zvakabumbana, unoita kuti munhu akwanise kufunga nekunzwa zvinhu zvakaita semarwadzo, musindo nezvimwewo.”
from uropi