DuraMazwi
Browse Words
Words

uropi

Shona Definition

Uropi mutezo uri mumusoro, unotaridzika sezvifuta kana zvinyama zvichena zvakabumbana, unoita kuti munhu akwanise kufunga nekunzwa zvinhu zvakaita semarwadzo, musindo nezvimwewo. urozvi

Entries are reviewed by language experts. Thank you for your contribution to Shona literature.

Used in other entries