Used in other entries
“Kuti nyachara nyachara kufamba munhu uchiridza tsoka kana zvigaba.”
from nyachara nyachara“Kana uchi mhanya unenge uchikanda tsoka nekukurumidza, uchitomuka.”
from -mhanya“Ichi chirwere chinoodza tsoka, chinobata zvipfuwo, kunyanya makwai.”
from chiodzanzondo“tsoka”
from rutsoka“Chiziso kahona kakazvimba, kari necheparutivi panosangana tsoka netsapfu.”
from chiziso“Kazhinji mbavha dzinobuda kuenda kundoba kana dzoona kuti kunze kune hore yemvura iyo ingazopfudza tsoka dzavo.”
from Zimvura guru rakatunza kuba