Used in other entries
“Dhindindi mumhanzi une mutinhimira mukuru.”
from dhindindi“Ku dandaura kuridza ngoma zvine mutinhimira uye zvichinakidza.”
from -dandaura“mutyairi Uyu munhu anoridza mutinhimira wemimhanzi wakasiyana-siyana.”
from mutekenyi“Kana ngoma dzichiti pingu pingu , vanhu vaviri kana vanopfuura vanenge vachiridza ngoma dzavo panguva dzakasiyana, asi zvichiburitsa mutinhimira.”
from pingu pingu“Ku ridza kuita kuti chimwe chinhu chiite ruzha kana mutinhimira.”
from -ridza“Kana ngoma dzichiti pingu pingu , vanhu vaviri kana vanopfuura vanenge vachiridza ngoma dzavo panguva dzakasiyana, asi zvichiburitsa mutinhimira.”
from pingu pingu